Ezekieri 44:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa nokuswedera pachitunha chomunhu akafa; kunyange zvakadaro hazvo, kana munhu akafa ari baba vake kana mai vake, mwanakomana wake kana mwanasikana, mukoma nomunun'una kana hanzvadzi yanga isina kuwanikwa, ipapo angazvisvibisa hake.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:19-31