Ezekieri 44:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu mutsauko wezvitsvene nezvinhu zvisati zviri zvitsvene nokuvaratidza kusiyana kuri pakati pechisakachena nechakachena.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:21-28