Ezekieri 44:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa. Harifaniri kuzarurwa; hakuna munhu angapinda naro. Rinofanira kugara rakapfigwa nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akapinda napariri:

Ezekieri 44

Ezekieri 44:1-5