Ezekieri 44:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo chete ndivo vanofanira kupinda munzvimbo yangu tsvene; ndivo chete vanofanira kuswedera patafura yangu kuti vashumire pamberi pangu nokuita basa rangu.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:8-20