Ezekieri 44:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nemhaka yokuti vakavashumira pamberi pezvifananidzo zvavo vakaita kuti imba yaIsraeri iwire muchivi, naizvozvo ndakapika ruoko rwangu rwakasimudzwa kuti vanofanira kutakura vamene zvibereko zvechivi chavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Ezekieri 44

Ezekieri 44:4-19