Ezekieri 43:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavanoisa chikumbaridzo mujinga mechikumbaridzo changu namagwatidziro pajinga negwatidziro rangu pachingova norusvingo pakati pangu naivo, vanosvibisa zita rangu dzvene nezvinonyangadza zvavanoita. Saka ndakavaparadza mukutsamwa kwangu.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:1-14