Ezekieri 43:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mweya wakandisimudza ukandiisa muruvazhe rwomukati, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:1-14