Ezekieri 43:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mapedza kuinatsa, unofanira kubayira hando duku uye negondohwe rinobva pamakwai, zvose zvisina chazvinopomerwa.

Ezekieri 43

Ezekieri 43:15-27