Ezekieri 43:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mupanda wokumusoro naiwowo una mativi akaenzana, wakareba makubhiti gumi namana uye makubhiti gumi namana paupamhi, nomuromo une hafu yekubhiti nechigadziko chekubhiti rimwe chete pakutenderera kwaro. Zvitsiko zvearitari zvakatarisa kumabvazuva.”

Ezekieri 43

Ezekieri 43:8-25