Ezekieri 42:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musara wamakamuri kurutivi runotevedzana noruvazhe rwokunze wakanga uri makubhiti makumi mashanu pakureba, musara waparutivi rwaiva pedyo pedyo nenzvimbo tsvene wakanga una makubhiti zana pakureba kwawo.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-14