Ezekieri 42:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo munhu uya akanditungamirira nechokumusoro nechomukati moruvazhe rwokunze ndokundiendesa kumakamuri akanga akatarisana noruvazhe rwetemberi uye pakatarisana namadziro okunze kurutivi rwokumusoro.

Ezekieri 42

Ezekieri 42:1-6