Ezekieri 41:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaona kuti temberi yakanga ina pakakwirira kumativi ayo ose, panova ndipo paiva nheyo yamakamuri omumativi. Yaiva nourefu hwakaenzana netsvimbo yokuyera yakareba makubhiti matanhatu.

Ezekieri 41

Ezekieri 41:5-10