Ezekieri 40:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kamuri rakatarisa kumusoro nderavaprista vanochengeta aritari. Ava ndivo vana vaZadhoki, vanova ndivo vaRevhi chete vangaswedera pedyo naJehovha kuti vashumire pamberi pake.”

Ezekieri 40

Ezekieri 40:45-49