Ezekieri 40:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka kwakanga kuna matafura mana parutivi rwesuo uye mamwezve mana kuno rumwe rutivi, matafura masere munzvimbo dzose, pakanga pachiurayirwa zvibayiro.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:34-45