Ezekieri 40:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uyu akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako uye unzwe nenzeve dzako uye uongorore zvose zvandichakuratidza, nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvi. Utaurire imba yaIsraeri zvose zvaunoona.”

Ezekieri 40

Ezekieri 40:3-5