Ezekieri 40:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sezvakanga zvakaitawo makamuri aro, namadziro aro aionekera uye biravira racho, uye rakanga rina mawindo kumativi ose. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:29-38