Ezekieri 40:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makamuri aro, namadziro aro aionekera nebiravira racho zvakanga zvine zvakaenzana nezvimwe pakuyera. Suo nebiravira raro zvakanga zvina mawindo kumativi ose. Zvakanga zvakareba makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi maviri namashanu paupamhi.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:32-37