Ezekieri 40:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makamuri aro, namadziro anoonekera uye namabiravira aro, akanga akaenzana namamwe pakuyera. Suo nebiravira raro zvakanga zvina mawindo akazvipoteredza. Akanga akareba makubhiti makumi mashanu noupamhi huna makubhiti makumi maviri namashanu.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:21-38