Ezekieri 40:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruvazhe rwomukati nairwowo rwakanga rune suo rakatarisa zasi, uye akayera kubva pasuo iri kusvika kusuo rokunze kurutivi rwezasi; aiva makubhiti zana.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:19-29