Ezekieri 40:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Suo rebiravira raro zvaiva namawindo maduku aipoteredza, samawindo amamwe. Rakanga rakareba makubhiti makumi mashanu uye rine upamhi huna makubhiti maviri namashanu.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:24-29