Ezekieri 40:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane zvandakaratidzwa naMwari akanditora akandiendesa kunyika yaIsraeri akandimisa pagomo refu refu, zasi kwaro kwakanga kune dzimba dzakanga dzichiratidzika seguta.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:1-4