Ezekieri 40:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akandipinza muruvazhe rwokunze. Ndakaona dzimba ikoko uye nzira dzakanga dzakavakirwa dzakakomberedza ruvazhe; makanga muna makamuri makumi matatu aiva mujinga menzira yakavakirwa.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:7-21