Ezekieri 40:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akayera pakatarisana namasvingo aionekwa achipoteredzwa nechomukati mesuo, makubhiti makumi matanhatu. Akayera kusvika pabiravira rakatarisana noruvazhe.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:5-16