Ezekieri 40:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akayera upamhi hwomukova wokusuo; wakanga una makubhiti gumi uye urefu hwacho hwaisvika makubhiti gumi namatatu.

Ezekieri 40

Ezekieri 40:2-18