Ezekieri 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakutarira mazuva mamwe chetewo zvakaenzana namakore echivi chavo. Saka uchatakura chivi cheimba yaIsraeri kwamazuva mazana matatu namakumi mapfumbamwe.

Ezekieri 4

Ezekieri 4:1-13