Ezekieri 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino akazoti kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ndichamisa kupiwa kwezvokudya muJerusarema. Vanhu vachadya zvokudya zvakayerwa vachifunganya uye vachanwa mvura yakayerwa vapererwa,

Ezekieri 4

Ezekieri 4:13-17