Ezekieri 39:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ndichazivisa zita rangu dzvene pakati pavanhu vangu vaIsraeri. Handichazobvumiri kuti zita rangu dzvene risvibiswe, uye ndudzi dzichaziva kuti ini Jehovha ndini mutsvene woga waIsraeri.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:5-8