Ezekieri 39:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, nokuti kunyange ndakavadzingira kuutapwa pakati pendudzi, ndichavaunganidza munyika yavo, pasina wandinosiya.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:21-29