Ezekieri 39:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo, zvanzi naIshe Jehovha: Zvino ndichabvisa Jakobho kubva mukutapwa uye ndichanzwira tsitsi vanhu vose veIsraeri, uye ndichashingairira zita rangu dzvene.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:17-27