Ezekieri 39:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndudzi dzichaziva kuti vanhu vaIsraeri vakaenda kuutapwa nokuda kwechivi chavo, nokuti vakanga vasina kutendeka kwandiri. Saka ndakavavanzira chiso changu ndikavaisa mumaoko avavengi vavo, uye vose vakaurayiwa nomunondo.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:22-27