Ezekieri 39:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndicharatidza kubwinya kwangu pakati pendudzi, uye nduzi dzose dzichaona kuranga kwandinoita noruoko rwandinoisa pamusoro pavo.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:17-25