Ezekieri 39:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachibayiro chandinokugadzirirai, muchadya mafuta kusvikira makorwa nawo, nokunwa ropa kusvikira madhakwa.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:14-28