Ezekieri 39:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Vachapa vanhu basa rokuchenesa nyika nguva dzose. Vamwe vachapota nenyika yose uye, kubatanidza naivavo vamwe vachaviga vaya vakasiyiwa vachingova pachena. Mushure memwedzi vachazotanga kutsvaga.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:4-23