Ezekieri 39:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havachazounganidzi huni kubva musango kana kudzitema kumatondo, nokuti vachashandisa zvombo sehuni. Uye vachapamba vaya vakambovapamba nokuvabira vaya vakambovabira, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Ezekieri 39

Ezekieri 39:8-13