Ezekieri 38:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakushingaira kwangu uye nomoto wehasha dzangu, ndinozivisa kuti panguva iyoyo pachava nokudengenyeka kukuru munyika yaIsraeri.

Ezekieri 38

Ezekieri 38:12-20