Ezekieri 37:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachagara munyika yandakapa kumuranda wangu Jakobho, iyo nyika yaigara madzibaba avo. Vachagaramo nokusingaperi ivo navana vavo navana vavana vavo uye Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.

Ezekieri 37

Ezekieri 37:22-28