Ezekieri 37:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaisa mweya wangu mukati menyu mugorarama, uye ndichakugarisai munyika yenyu. Ipapo muchaziva kuti ini Jehovha ndakazvitaura, uye ndakazviita, ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ”

Ezekieri 37

Ezekieri 37:4-23