Ezekieri 36:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachati, “Nyika iyi yakanga yaparara iye zvino yafanana nebindu reEdheni; maguta akanga ava matongo aparadzwa, zvino akomberedzwa uye ogarwa.”

Ezekieri 36

Ezekieri 36:34-38