Ezekieri 36:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu nokukuitai kuti mutevere mitemo yangu nokuchenjerera kuchengeta mirayiro yangu.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:19-37