Ezekieri 36:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo uti kuimba yaIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Hakusi kuda kwenyu, imi imba yaIsraeri, kuti ndiite zvinhu izvi, asi imhaka yezita dzvene, ramakasvibisa pakati pendudzi kwamakaenda.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:21-29