Ezekieri 36:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kwose kwose kwavakaenda pakati pendudzi, vakasvibisa zita rangu dzvene, nokuti zvakanzi pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, asi vakatonzi vabve munyika yake.’

Ezekieri 36

Ezekieri 36:17-22