Ezekieri 36:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, vanhu vaIsraeri pavaigara munyika yavo chaiyo, vakaisvibisa namaitiro avo uye namabasa avo. Maitiro avo akanga akaita sokusachena kwomukadzi ari kumwedzi pamberi pangu.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:9-18