Ezekieri 35:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Nemhaka yokuti wakafundira ruvengo rwako rwakare ukaisa vaIsraeri kumunondo panguva yenjodzi yavo, panguva iyo kurangwa kwavo kwakanga kwasvika pamusoro soro,

Ezekieri 35

Ezekieri 35:1-7