Ezekieri 34:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makwai angu akadzungaira pamusoro pamakomo napazvikomo zvose. Akaparadzirwa panyika yose, uye hakuna akaaronda kana kuatsvaka.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:1-12