Ezekieri 34:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachaziva kuti ini, Jehovha Mwari wavo, ndinavo uye kuti ivo, imba yaIsraeri, ndivo vanhu vangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:20-31