Ezekieri 34:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Miti yesango ichabereka michero yayo uye ivhu richabereka zvibereko zvaro; vanhu vachagara zvakanaka panyika yavo. Vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichavhuna mazariro amajoko avo ndigovanunura kubva mumaoko aavo vanovaita nhapwa.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:21-31