Ezekieri 34:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, uye muranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pawo. Ini Jehovha ndazvitaura.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:16-25