Ezekieri 34:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Ko, makwai angu angafanirwa nokudya kana kunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu here?

20. “ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari: Tarira, ini ndimene ndichatonga pakati paakakora namakwai akaonda.

21. Nokuda kwokuti munosunda norutivi nepfudzi, muchitunga makwai asina simba nenyanga dzenyu kusvikira maadzingira kure,

Ezekieri 34