Ezekieri 34:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatsvaka akarasika nokudzosa akadzingwa. Ndichasunga akakuvara nokusimbisa asina simba, asi akakora naane simba ndichaaparadza.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:7-23