Ezekieri 34:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somufudzi anotarira makwai ake akapararira paanenge anawo, saizvozvo neni ndichatarira makwai angu. Ndichaarwira kubva panzvimbo dzose dzaanga akapararira pazuva ramakore nerima.

Ezekieri 34

Ezekieri 34:10-22